Marriage Diaries
I believe in a Christian family setup where God is the centre and the strength of our lives as a family-sharing advice
and also learning as we grow together
Ndakusangana neizvi after ndapihwa silent treatment naBaba.veduwe munozviitawo here ndaku zvibvunza ndega ndoseka zvangu😂imi muri pastage ipi so far....
Yangova mhere mu Prayer room😭
Kuno ndapindirwa ndichinamata ndichichema,ndangosvikira kunzi ne murume muri kuita noise?imi munoita sei kana Moyo warwadza uri mu prayer room?
27/09/2026
Nezuro ndakagarira Munhu kwakuzouya hake kwaedza,nhasi haasi kuda kana zvekutaura angori kwindi kunge ndini ndatadza.
Tiri vangani nhasi vari pa silent treatment,vakakunda makazviita sei?
26/09/2026
"Imagine Ipapa since Munhu abuda kuseni hapasi kurarika",tiri vangani vari kuzvisimbisa neshoko raMwari kuti hasha dzisakwidze.
Muri kuzvigona seiko vamwe vedu.Murare muNyasha kuno takarindira....
In a marriage try not to loose yourself whilst doing it all.take time to ask yourself do I really need this?
Love yourself 🙏🏿
Vatezvara vari kuudza mwana wavo zvekundiita Muimba yemukati..
Inbox: Pandiri kudya bota ndiri kupera simba, mukadzi akugara akatsamwa.ndingabatsirikewo sei👇
Inbox:Mushina waBaba hausi kushanda kumba kwangu...
Inbox: Ndine mukadzi takangogarisana handina kumuroora.Dambudziko akundirambidza kuroora wandinoda,Simba rekuita izvozvo anaro here?
"Shingirira"
Mashoko aya ava kukonzeresa😔
Munozvionawo sei makatarisa zvakuitika izvi👇
Click here to claim your Sponsored Listing.
Website
Address
Brits
Opening Hours
| Monday | 09:00 - 17:00 |
| Tuesday | 09:00 - 17:00 |
| Wednesday | 09:00 - 17:00 |
| Thursday | 09:00 - 17:00 |
| Friday | 09:00 - 17:00 |
| Saturday | 09:00 - 17:00 |
| Sunday | 09:00 - 13:00 |