Natural herbs
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Natural herbs, Health/Beauty, Cape Town.
04/06/2026
04/06/2026
Vanessa Gwejela
Kudzosa mudiwa wako Akaenda π₯π₯π₯π₯π₯π₯π₯
Iyi ndiyo remedy yawandirwa nevanhu yekutanga
Tsvaga gaba rako re plastic Chero rakapera dovi
Chiita weti yako ya 3am usati Wataura nemunhu
Chitora paper re white wonyora zita remudiwa wako ka 3 wopeta bepa rako wotora gaba rine weti woisa bepa riya
Chivhara gaba votanga kuchukucha uchitaura zvaunoda zviitike
Please remedy iyi ngaiitwe kana uchida munhu wako nekuti haazodi kuku Siya nekuti munenge mabatanidzwa
Chengeta GABA rako for 7 days uye everyday sheka gaba rako uchitaura zvaunoda kusvika 7 days dzapera
Akawandisa ma remedy ekudzosa mudiwa so more reactions more remedies π₯π₯π₯π₯π₯π₯π₯π₯π₯ππ»ππ»ππ»πΏπΏπΏπΏπΏ
*RICE WATER*..
> Siya emoji usati waverenga, ndobva ndakupai zvimwe zvachoo for both varume nevakadziπ₯π₯π₯π₯π₯
-tora rice rako (mupunga)wonyika muvhura wokurunga kana waona mvura yaita ye white zvakanyanya wochibvisa hako rice Woisa mvura muchigubhu mako...kana uchikwanisa kuisa imwe mufiriji kuti isavire unoisa asi ngaisazo freezer. Mvura iyi (RICE WATER) inobatsira zvakawanda zvinosanganisira izvi
1).ishasha pakukudza bvudzi...unongopota uchisprayer sprayer mumusoro.bvudzi rinobva rakura uye rinenge rakasimba harizodambuki dambuki.
2).ishasha zvekare pakudzora kuzasi kudzoka kuita muskana chaiye madzimai..unomwa pawadira
3)ishasha zvekare pakusuka mudumbu..kune vane problem yekusungwa mudumbu imwai rice water
4)..Ishasha zvekare kune vaya vari pama supplements ekuda kuvakika miviri (musika.) Unofanira kumwa nguva nenguva ndokuti musika unyatso boostika.
5).mvura iyi inobatsira zvakare kune vanopera pera simba....unofana kugara uchiimwa kuti uve ne energy. Kuvana vechikoro vanoverenga havazorare rare..
6.kune vane dambudziko rejeko imwai rice water iri warm if possible imwai everyday but kana pasina unongomwa pawaiwanira
*Kana waverenga siya reaction ndatenda πβ€οΈ*
*Ukaona uchigara uchiita miscarri@ge*
Dzimwe nguva kugadzirwa mumhuri.
1. Makuseni na5am exactly ita weti mucontainer, dira pasi like 5 tablesoon and ivhu iroro rimunye kuridya for at least 3-4 times.
2. Tora midzi yemuti unonzi munyii, wosunga midzi negavi remutondo kuita kasvinga kadiki. Chiisa mvura mupoto then boil midzi iya, wozonwa one cup yemvura yacho. Wotora kasvinga kaya kemidzi woturika padoor raunoshandisa everyday kupinda mumba. Kana 9 months dzakwana chitora kasvinga kaya wosunungura, unobata mwana chete.
3. Tora midzi yemuroro woidimbura kuita ma pieces anokwana kuita 9, sunga sesvinga rehuni nemakavi maviri emunhondo, mupfuti or muroro wati kurei. Chiisai svinga riye mumudziyo weplastic kana kucheka chi2 lita wonyika mushonga uya. Kana ropa riine uwandu torai hando kana huyo inokuiswa mumba yedhaka iya, isai pamusoro pemushonga uya. Isai mvura inovhara mushonga, mongoita kana hour zvayo, chicherai mvura iye necup musingakanganise huyo iye. Imwai half cup. Bikai porridge nekukasika nemvura iyoyo zvakare modya. Unoona kuti ropa ramira kubuda here, rikangomira chete nyurura mushonga uya, isa pazuva uwome, uchengetere pakaoma until 9 months. Unozoushandisa kana ukarwadziwa nemudumbu or uka bleeder futi. Haufanire kubva kana 1 kamudzi, ramba uchidzosera yese panzvimbo. Kana mwedzi 9 yakwana dimbura gavi urase hako midzi, ukasadaro uchaitwa operation nekuti mushonga wakasungwa.
4. Boil zumbani wonwa mvura yacho.
5. Imba yezingizi itore woisa mukachigubhu woisa mvura wopota uchinwa, make sure kagubhu ikako hakabatwi batwi. Musi waunozoenda kulabour wokavhura hako.
6. Mowa muchena, muno boiler kana kutwanya monwa 1glass kaviri pazuva.
7. Mutsine, muno boiler kana kutwanya monwa 1glass kaviri pazuva.
8. Unochera mupangara, mudzi wacho, woboila kana kungoisa mumvura wonwa, chero vanoda kushereketa pamimba yako zvoshaya basa, ende hairware rware.
With Vanessa Gwejela β I just got recognized as one of their top fans!
With Sandra Mtshali β I just got recognized as one of their top fans!
03/05/2026
Nhasi ndirikumadzimai mumba ngamufarwe umo kwete kuti baba vachiita bonde nhengo yenyu mai inorira kuti ndlovu ndlovu π€£π€£π€£
Torai nzungu nemakanda adzo dzakaoma ndati dzakaoma dzinyikei mumvura yakachena kwemazuva maviri chete kana mazuva maviri aye akwana dzibudisei mumvura muya monwa mvura yacho makuseni musati mambodya chinhu kwemazuva matatuπ€£ musazonyanye kufurikidza sikarudzi inozonyanya kudzoka
*Chisiyawo like kana wabatsirika kuti ndiwanewo simba rekuramba ndichikupai mamwe ma remedy β€οΈπ*
Click here to claim your Sponsored Listing.