Sekuru Nzou back Up
Hie guys tiripano kubatsirana zviri kuitika mukurarama pasina kushorana kana kutukana.
Hey
MaZimba siyai chibasa ichi kani ðŸ˜ðŸ˜
Hoza friday chakachaya 😅🤣
Haa uko vanorohwa manje kikk😅🤣
Kufara mahara
S.A nyika isina mutemo ðŸ˜
Matsotsi ayaðŸ˜ðŸ˜
30/04/2026
Ma step mother itai rudo mudzimba umu ðŸ˜
Sekuru makadii nhai muedzo rudzii wakadai.Ndakaroorwa ne murume ane mwana wake mukomana ane 13yrs anonditira mashura.Kettle iyi ndakaitenga ku Hustle hobby nezuro ndirikubva kubasa ndoona yabikirwa mazai.Ndarwadziwa sekuru apa aputikira mukati hwema wacho haupere.Ndakuudza murume akutoti i no haudi mwana wangu kana zvanetsa buda uende.Atora fone akanditumira wicode yemukuru nditenge imwe kettle ndobvisa mapoto ese mumba akunotenga mamwe angu ndorogedza.Apa akutora mari ye stand yatanga ta saver ndoita sei sekuru nemwana uyu #
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Cape Town
7441