Lizzy-Elizabeth Tsodza

Lizzy-Elizabeth Tsodza

Share

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Lizzy-Elizabeth Tsodza, Beauty, cosmetic & personal care, Faerie Glen, Pretoria.

19/02/2025

Ndirikutsvagawo wese anoti ndoda kuchinja hupenyu hwangu.... Amity Perfumes business ririkuraramisa vazhinji rinokupa 💯 profit uyezve rebate pay through what we recruitment ‼️. Nyatsogara pasi utarise kuti pabasa pauri urikuwana marii pazuva. Kune vese vasina mabasa nevanoshanda huyai tiite mari tiri pamwe tichinje hupenyu nekuti ari strong anonhuwirira 100%

♻️♻️For now kuAmity we have 18 products:👇👇
1)Oil imported Perfumes
2)Lotions
3)Roll ons
4)Heel balms
5)Tissue oils
6)Shower gel
7)Aftershave
8) skin care kit
9)tumeric scrub
10)tumeric lotion
11)foot spray
12) beard oil
14) lip balms
15) shampoo
16) hair and scalp oil treatment
17) hair miracle food balm
18) bath salt.
19)tumeric soap
20)tumeric tissue oil

Need help with capital? Amity's got you covered - we provide 10% of the stock purchased by your downliners.

Ready to start? Simply provide:

*REGISTRATION REQUIREMENTS:*
*• Name*
*• Surname*
*• Address*
*• ID Number*
*• Contact Number*

Registration is FREE!

WhatsApp:+263714053445

12/02/2025

Dear All,

Hello!

I'm Elizabeth, your Business Assistant and Amity Perfumes Distributor.

Exciting Opportunity Alert!

Join Amity and start building a successful business today!

Earn extra income
Be your own boss
Enjoy exclusive benefits

No experience needed! Our team will guide and support you every step of the way.

Ready to take control of your finances and live the life you want?

Unlock Passive Income with Amity!

Not only can you earn extra income by selling Amity products, but you can also receive rebates from your downliners! That's right! When you recruit and mentor others to join Amity, you'll earn rebates on their sales. It's a win-win!

And, as a top-performing distributor, you'll have the chance to join our exclusive annual cruise! Yes, you read that right! Every year, Amity's owner takes a select group of high-achieving distributors on an unforgettable cruise experience! Grow your team, grow your income, and get ready to set sail!

Need help with capital? Don't worry! Amity's got you covered. If you're struggling to get started, we can provide capital to support your business. The amount will be 10% of the stock purchased by your downliners.

Ready to start? Simply provide:

__REGISTRATION REQUIREMENTS:__
__• Name__
__• Surname__
__• Address__
__• ID Number__
__• Contact Number__

Registration is FREE!

WhatsApp me at +263714053445 or +263780718491 to learn more and get started!

02/11/2024

Thank you for contacting Amity Plug By Lizzy! Please let us know how we can help you. We have:

1. perfumes
2. Tumeric scrub
3. tumeric lotion
4. heal balm
5. body hand lotion
6. roll on
7. skin care kit
8. beard oil
9. foot spray
10. lip balm
11. tissue oil
12. toner
13. moisturizing lotion
14. cleansing oil
15. bath salt
16. shower gel
17. aftershave
18. hair food
19. hair oil treatment
20. shampoo
21. braid spray

*Amity Perfumes iri* *muPretoria icompany* *inohodhesa ma* *Cosmetics products*

*✋✋✋Afarira business ,chero uchida kungodzidza hako tumira* *ma details* *anotevera ndikuadder* *kumain groups edu* *udzidze uchinzwawo* *matestimony evamwe vawekutotengesa👇*

*Name* :...................................

*Surname* :..............................

*Contact* :...............................

*Joining is for free✅✅✅*

*I will assist you kusvika vanzwisisa ndini upliner / Parent wako Elizabeth Tsodza 🥀💫💫💫💫*

https://chat.whatsapp.com/CXFazSQH8jJAJNUyYeiy0U

16/10/2024

Hama dzangu akuruma nzeve ndewako.. Ndirikutsvagawo wese anoti ndoda kuchinja hupenyu hwangu ari SA,Zim and Botswana. Amity Perfumes business ririkuraramisa vazhinji rinokupa 💯 profit.
Ukatengesa 5 perfumes per day une R500 profit🤑🤑, 10 bottles R1000💵... Nyatsogara pasi utarise kuti pabasa pauri urikuwana marii pazuva..

*Tine maproducts anotevera* 👇👇👇

🔺Oil based Perfumes
🔺Lotions
🔺Aftershave cream
🔺Tissue oil
🔺Roll on
🔺Shower gel
🔺Heel balm
🔺Skin care kit

Taurai neni pawhatsapp

+27769390673
+27618506539

chat.whatsapp.com

12/10/2024

Welcome new members....ndinonzi Elizabeth ndinotengesa Amity Products pamwe noku register nekudzidzisa vanoda kutanga business...mukana uchiripo musatya...Be your own boss .....

♡WhatsApp or calls♡
♡+27769390673♡
♡+27618506539♡

Welcome new member - why we love Amity

📌Free registration
📌Start big. or small
📌Part time or full time
📌Be your own boss
📌100% plus profits
📌Downline rebates
📌Huge marketing
📌Affordable prices
📌Holiday incentives
📌Anyone can do it all age groups

*AMITY PERFUMES PROCEDURES*
👇🏾👇🏾👇🏾👇🏾👇🏾👇🏾👇🏾👇🏾

🟥 *AMITY* ➖The company sells products only to registered persons with a code , get registered to become a distributor.

🟥 *DISTRIBUTOR CODE* ➖ Your send you details to your upliner or parent, they will register you *free registration , no money required*

*🟥STARTING*➖You can start with any amount you can afford.

🟥 *AMITY ORDERS SA number* ➖is where you submit your orders

🟥 *Courier Guy*➖ carries your order to your doorstep 🇿🇦🇿🇦

🟥 *4 to 7 days you receive your order in SA*🇿🇦🇿🇦

🟥 *Weekend* ➖company closes for the weekend

🟥 *SOUTH AFRICA*➖ Online orders, deposit your money in the Amity account at any FNB atm, write your code or phone number as reference, collect your slip . Write your order and send together with the slip

28/09/2024

*BATHSALT*

*Uyu munyu uyu vanhu vaita mari nawo nenyaya yekugona kutsanangurira ma customers. Ndichangobata 3 or 4 uses of this salt but hazviperi. Ukageza ne salt kana ka3 pa week skin yako inochinja. Salt inoita deep extraction in your skin. Imagine mapindiro anoita salt munyama paya inosvika pa bhonzo chaipo. Saka tiri kuti tsvina yese iri pa skin inokokonorwa (extracted) ne munyu. Skin yema customer inochinja zvekuti anokuudza kuti handichade kusiyana ne salt hona zviri kuita skin yangu kubva zvandatanga kuishandisa*

*Salt iyi its a sea/ocean salt. So like mvura ye gungwa iya zvainoita, bath salt iyi inobvisawo minyama, jambwa nemimwe mweya isina kunaka pamunhu because its spiritual pachayo. Kune vari kunyimwa ma allowances nana baba mudzimba uye nema boyfriends. Tell them kuti gezai ne munyu uyu muchanzwa ma phone calls kana kuzongoona mari yatotumirwa. Rimwe ijambwa iro kanhi. Saka ndoo zvezvimwe zvinoshanda bathsalt iyi*

*If a woman comes from her menstruation days she is encouraged to use bath salt. It chase away several things. This one you can even Google it. Now you can see kuti everyone is a customer ye bathsalt*

*People are working muma streets nemuma industry umu. Saka kuneta kwese kuya kwema muscles munhu anofanira kupinda mu bathasalt water. Paanobudamo anobuda nyama dzadzokedzana idzi. This thing is practical unenge uchitoiudza customer chokwadi*

28/09/2024

*.BRAIDING SPRAY*

*Ava ndoo vakuru vezve ma braids. Kana uchida kuti ma braids aya awakarukwa arambe ari soft and in their good shape unofanira ku sprayer mafuta aya. Ane kamwe kaku nhuwirira kekuti kana iwe muridzi wema braids unogona kuita mwedzi mitatu nawo ma braids iwawo. Plus anoramba ari good shape, infact braiding spray maintains your braids for a queit long time*

28/09/2024

*HAIR AND OIL SCALP* *TREATMENT*

Iyi chiororo kune vane *makwene* yatinoti ( *dandruff* ) nechirungu

Kune vasina *hairline* inotanga kumera inobatsira zvekare kuti bvudzi redu rive soft risadambuke dambuke rinokura zvekuti .hakuchina zvekuzora Vaseline mumusoro🤣🤣🤣🤣

28/09/2024

*.ROLL ON*

*Hapwa!hapwa! hapwa! How* *many times did I call you?.* *Pane zvimwe zvinhu zvinoita* *sezvisina basa asi* *izvo zvine basa. Udzai ma* *customers kuti hapwa haifaniri kunhuwa as* i *kunhuwirira. Baba vangaisa* *mai muhasvatu sey kana hapwa isina kunaka iyi. Mwana waTezvara angasamira moyo here. Chero iye mwana wa Vamwene anodawo kunzwa kunhuwirira muhapwa umo. Saka ma customers ngaaudzwe kuti unosiiwa munhu achimanyira🏃🏾‍♂️🏃🏾‍♂️🏃🏾‍♂️🏃🏾‍♂️ vanonhuwira hapwa. Kunyangwe pane vamwe chaipo unoita confidence kusimudza maoko uchizamura. Roll on yeAmity inokurovera at least 48 hours nekuti iyo pachayo iri perfumed* .

*Roll on ngaishande hapwa* *kana dzakagerwa*🤗

28/09/2024

: .LOTIONS*

*Ma lotions edu they are Perfumed lotion. . Every lotion ku Amity ine pefume yayo. Saka when doing order dzema perfume paya its wise kana uchida nema lotions acho utore ma lotions anoenderana nema Perfumes acho. Izvi zvakakoshera kuti ma customer anogona kukubvunza kuti ndoda perfume ye Boss no.1 yandatenga apa iwe une ma lotion Diesel bad. Saka mamwe ma customers anowanzotora Combo inoenderana. Ma lotions eAmity ma 200ml

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Website

Address

Faerie Glen
Pretoria