Slender gee

Slender gee

Share

content creater

21/03/2026

Kana zvakaramba 2025 ita kuti hazvirambi gore rino pamberi nekunamata hama dzangu

13/03/2026

Kana wapa munhu nemoyo wese chirega kuzokonorera munhu nekuti wamupa and rega kuvharirawo vamwe vanoda kubatsira uchitaura nonsense

12/03/2026

Rate my short hair hw do I look

27/02/2026

Kana wangomuka urimutano ingowawonguva yekutenda mwari mamuka sei henyu

26/02/2026

Makambozviona here kuti ukakumbira help kuma family's unogona kuishaya nekuda kwekuti vanofunga kuti vakakubatsira wakunoita zvinozovadarika muupenyu

26/02/2026

Huyai kubreakfast guys

25/02/2026

Huyai tiite rimwechete rimwechete tinokwana guys

23/02/2026

Good mrng people

19/02/2026

Tunhu utwu manakire atunoita umm

19/02/2026

Good morning people iri sei combination iyi

14/02/2026

Ndozvatatengerwawo izvi

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address

Pretoria