Green World Zimbabwe Office
Health Services
01/02/2025
TOP DRESSING FERTILIZER CHAMVARI YAUYA!!!
👴Varimi Hamudi Here Kushandisa Mari Yakaderera🔻 yeFertilizer Asi Mowana Gohwo Rakapetwa 📈Kaviri Kana Katatu?
🌻Yauya Organic yakavhenekwa naanaMazvikokota vezvekurima muZimbabwe🇿🇼; Inopa zvirimwa Hutano, Kukura, uye Kusvika!
Shandisa Organic 🌹Fertilizer yekusasa. Ukangosasa wapasa!
Pumusoro peizvozvo Hurumende yeZimbabwe🇿🇼 irikukurudzira varimi kushandisa Organic☘️ Fertilizer!
Murimi ipa zvirimwa zvako Fertilizer irikushandiwa nevamwe vachikohwa Mufaro;
✅Haina maChemicals anokanganisa zvirimwa
✅Inopa kudya kwakakwana kuzvirimwa
✅Zvirimwa zvinokura zvine mashizha akasvibirira uye achiyevedza
✅zvirimwa zvinoita vana...
1. vakasvika
2. vakawanda
3. vane hutano
✅haikanganise zvirimwa, munda wako, kana zvipfuyo
✅hairemi pakutakura
✅hainetsi kupfapfaidza pazvirimwa
Sarudza Fertilizer🌱 iyi nekuti yakazara nekudya kwakakwana kwezvirimwa uye inokurumidza kupinda muzvirimwa pasina chinguva wapfapfaidza.
Yakanakira zvirimwa zvese zvinorimwa muZimbabwe🇿🇼.🌽🫑🥒🍉🍓🧅🌾
Ko kuzoti kudererera kwemutengo wacho! Unozodei?
Ne $50✅ chete unowana 1L yeFertilizer inopedza Hectare rese.
Fona kana kuisa messages pa +263712545684
20/11/2024
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Address
00263