Wabantu podcast and free spirits
This is for educating each other and have funny and also help each with information working abroad
10/04/2026
Ndiani Ari correct between the two Kobo vs Mozy 🤣🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽
10/04/2026
Vasvika here Ava 🤦🏽🤦🏽ndovamwewo vekuzodzingwa gore riya tikasvoda hamheno uko kuti vari safe here nemaaudios aya akambobuda 🤣🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽🤦🏽zvunhu zvacho Hapana aro safe 🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽🤷🏿🤷🏿
Shuwa vanhu mungaita kucompare dressing yekurufu mukwane imi zvimaghost zvemutonono nyo dzenyu makuseni ega ega 🤣🤣nxaa ndatsamwa ini 🤦🏽🤦🏽
10/04/2026
Kune rimwe divi tavhura wholesale Tiri busy namhamha kuno Huyai mutenge fresh produce from the farm ❤️❤️❤️✌🏽✌🏽
10/04/2026
Ko uyu arohwerwei kunhamo Nhaimi anoita nezvei kwanzi vabva vamudzinga 🤣🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽🤦🏽this funeral is a movie 🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽
10/04/2026
Matotanga vanhu venoise Madam Boss was there yesterday asi chii nemi 🤣🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽🤦🏽kungobudikira kwamai venyu noise noise ,she was there stop comparing some are private and respect 🤦🏽🤦🏽🤦🏽❤️❤️❤️✌🏽✌🏽🙆🏼♂️🙆🏼♂️
10/04/2026
Imwe update kwaollah kwahi pilot akaramba kuyereswa zvatanga 🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽Apa vachiri kungoti mukuru wemazuva 🤣🤣🤣🤦🏽🤦🏽
10/04/2026
Captain Soda vavigwa kumarondera Kufarm kwavo nhasi 🥲🥲
10/04/2026
Is this today Jili babe Zvakaoma ❤️❤️❤️❤️❤️✌🏽✌🏽🤦🏽🤦🏽we love you mum
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Website
Address
5048 Lower Elm Street
Atlanta, GA
30349
Alerts
Be the first to know and let us send you an email when Wabantu podcast and free spirits posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.