Lettie tsvana Mama Nki
No hate speech no discrimination no body shaming here
Ndirikutsvakawo murume anoda kuroora muno ,kana Paine ari free ngaauye mangwana tichate
Kubva nhasi ndikangakanda joke chete.... ukangoseka uriπ¨ takutodanana handingaite basa rekufadza vadiwa vevanhu ini πββοΈ
Ndatenda
Grab new followers here Virginia Jinja everyone Everyone
*Nhaimi zvimwe ndiri kusanganisa zvinhu pano, asi ma kambozvionawo here kuti kubva zvakanyarara mukurumbira we circumcision kana makanyanisi haachawanikwi zvekumanya, kungobvunzawo plz* π₯Ήπ₯Ή
πππππππββοΈπββοΈπββοΈπββοΈπββοΈπββοΈπββοΈ haaaa zvakaoma hazvo ππππ
Ndanyepawo hereπ€·π»ββοΈ
30/06/2024
Nemaomero akaita nyika shuwa ndoopaunoona umwe munhu achikumitisa usina kana chawambomutadzira
Iyezvino ndikangonzwa munhu anoti anondida ndinomusungisa cheteππππππ
Goodmorning let's grow and support one another Lettie tsvana Mama Nki Masigede2
Morning everyone i am happy to be back let's grow and support each other
We can beautify your building get in touch with us
Muchiri kutoti age is just a number kuChitungwiza vaakutoti cousins is just a word
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Website
Address
263 Basil February Saldanha
Cape Town
7395
Alerts
Be the first to know and let us send you an email when Lettie tsvana Mama Nki posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.