Popoez

Popoez

Share

Health and beauty �

05/01/2023
01/01/2023

Happy new year to everyone

09/12/2022
06/12/2022

Murisei guys

03/12/2022

🌹SANGO REROPA🌹

BY PATIENCE ONAI MAPUKUTE
+263777242695
AKA QUEEN OF IMAGINARY

*CHAPTER 3*

MAI KASSANDRA

Kassandra akuda kungwarisa manje. Pfungwa dzake andichaziva kuti arikufungei. Kuti akaziva kuti ndakaromba here? Asi kwete haangambozive nekuti makonaa angu ose anogara muneimwe room iri pasi kubasement and as far as I'm concerned dei akamaona dei akatofa.

Even akaziva, l did it for her. Mungada kundisvora but any mother would do the same. Ndaisada mwana wangu akurire mukutambura like this. She will understand if one day she knows. Paakabuda ndakasara ndomuteverera ndichimhanya kumasure. Paainge akuda kuvhura mota ndakafunga zano rekumumisa. "Your father give me all of this." Ndakasheedzera ndokubva amira akanditarisa.

"Yes my daughter, baba vako vapenyu but he's in Canada. Remember the story l told you about your father leaving me to be with a rich woman." Ndakadaro ndichinyepedzera musodzi.

"Ohhh please, f**k those tears. You're probably lying to me. If he's that rich why can't he spare two minutes to visit me?" Kassandra akadaro nehasha. Ndopandakaona kuti Kassandra anotsamwa.

"Okay, if you don't believe your only mother that raised you to be this......" Ndisati ndapedza ndainge ndatogamwa.

"Ohhh come on woman, waida ndichengetwe nani, you didn't do me any favour rather you did your duties. Its not like l asked to be born." Akadaro mwanangu ndakanzwa moyo kurwadza kuti l suffered a lot for this child to have a good life. Its not like l wanted this love.

"Hazvina mhosva mwanangu, hupenyu." Ndakadaro ndakuenda mumba ndichifamba slow ndokubva ndagumbugwa ndini puu pasi. Ndakaita kuradziwa and ndopandakaona kuti Kassandra anondida. Akamhanya achiuya kwandiri ndokundibata ruoko achindisumudza.

"Mofambirei makatarisirei pasi amai. Honai mazvikwadza mabvi." Akadaro achindibetsera kufamba takananga kumba. Nechemumoyo ndakanzwa kufara chero hazvo mabvi airwadza. Atleast I've stopped her to see the pastor. Ndoda kutanga ndavharira kuti chero akaenda kuna pastor apana anomboona dare rake. Plus after all I'm freeing her from the snakes.

Takapinda mumba ndokuendeswa muroom mangu ndonorara."l will be in the kitchen cooking for you mom. Mosara mozorora and I'm also sorry about my behaviour lately. I'm so proud to be your daughter." Akadaro achiyeredza musodzi achifamba akabuda panze. And its high time l let my daughter enjoy her love life ndozvandainge ndaunzira Antony pano. He's my cousin brother. Panyika apana chemahara. He thought he was going to have a good life living in my house but l want to free my daughter from the snakes.

Ndakasimuka pabed paya ndokutanga kutaura mashoko aiita ndisvike kuroom iya kune zvikwambo zvangu. Ndakasvika ndokupfugama pamberi penyoka dzaivemo. "Serpent Master's, here me Ohhh" ndakadaro ndichikotamisa huso.

"What do you want from us this time." The Serpent Master asked me nezwi raityisa.

"I want my daughter to be freed. That's my wish serpent master's." Ndakadaro and the laughed zvekuti ndakambopusa for some minutes.

"Do you have her replacement?" The Serpent Queen asked..

"Yes l have a good young man for you Serpent rulers. The reason why I'm doing this is because my daughter will reveal our secret so if we free her she will not search anything Masters." Ndakadaro ndokubva ndanzwa vachizevezerana ndokuzoti.

"Your wish is my command. Now leave, your daughter is free now, but her first husband will be sacrificed after 1 month of marriage." Ndakafara nekuti chaive chishuwo changuwo kuti mwana wangu azoita murume wakewo nemhuri yakewo.

Ndakadzokera kuroom kuya ndokubva ndasviko nekurara. Kassandra ndopaakapinda nefood and ndokubva ndadya takagara hedu.

KASSANDRA

Kudonha kwakaita mama vangu kwakango ndirwadzawo chero hazvo ndainge ndakavatsamwira. Takazopinda mumba and pandainge ndirimu kitchen, l received a call from mukomana ainge andiramba nezuro wacho and it was new to me kuti after breakup munhu ondifonera nekuti ndaingodanana nemunhu one day totorambana.

" Sandy, can we meet today, ndoda kutaura newe." Akadaro and l was speechless moziva. Ndakangogutsirira sekunge aindiona.

" Sandy, are you there? I know you are angry but please give this last chance. I know you have your own car but allow me to pick you around 1600hrs?" Akadaro again ndokubva ndagutsirira ,kondainyara kuti munhu ane 21 years.

"Okay." Ndakadaira ndokubva ndakata sekunge ndini ndainge ndafona.

Antony achapabuda here apa?
Sandy achanotsvaka mufundisi here?
Murume waSandy achiurayiwa after 1 month of marriage?

Thanks for reading and vanoda kunyorerwa mascripts, don't hesitate to call me.

Photos from Popoez's post 01/12/2022

Which one do you prefer 1.2.3.4😂

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Woodstock
Cape Town