Mbuya Zeja
Matare echivanhu nambuya Zeja. Kurapa matambudziko nezvirwere zvese
Cherechedza utano hwako. No all problems are caused by spiritual attacks. Some problems are caused by weak immune system.
Mazhinji Ema body cells and organs edu anenge asingachashandi zvakanaka
Kuvaviwa mumaoko kana pasi petsoka
zvinoratidza kuti liver yako ne kidney( itsvo) hazvisi kufamba zvakanana.
Kutemwa nemusoro( headache)
Blood rinenge rine maclots( rinenge richigwamba kana kuti rakakoresa nekuda kwekushaya ma elements akakwana mubody. izvi zvinokonzera kukuvara kwebrain kana kuzoita stroke
Kurwadziwa nema shoulders, kana nemusana, kushaya appetite kana kusaona zvakanaka
zvinoreva kuti liver yako ine fat( mafuta akawanda)
Kurwadziwa nemusana kana uri Mukadzi
zvinoratidza kuti chibereko chako chine problem kana kuti liver yako ine fat yakawanda kana kuti kidney yako haisi kushanda zvakanaka
Kurwadziwa nemusana kana uri murume
zvinoratidza kuti liver yako ine fat yakawanda kana kuti kidney yako ine problem
Kudzikira s*x drive kana kuita problem ye erectile dysfunction kana uine Bp kana sugar
BP kana sugar zvinokanganisa maitiro aunoita bonde sezvo zvichinetesa mas*x organs kuvarume. Saka vanhu vane Bp kana diabetes havangode maherbs epabonde ese ese vanoda ari effective
Kunzwa kubaya baya kana kuvava mukati mema breast, kana kuita twumapundu mubreast
Zvinoratidza kuti mabreast ako ane infection inokonzera cancer uye uchazoita breast cancer kumberi uko
Kuvaviwa kusikarudzi kana kubuda discharge kumadzimai
Zvinoratidza kuti une infection inonzi yeast infection iyo inoitika nekuda kwekushaiwa simba kwemasoja epa va**na, kana masoja aya asisina simba ndipo panotanga kupinda mabacteria otanga kukanganisa system yako wotanga kureactor kuzvinhu zvakawanda
Kubuda blood kana uchiita puu, kubuda twunyama kunobuda ne puu
Zvinoratidza kuti wave nemapiles. Mapiles anouya nekuda kwe constipation iyo inouya nekuda kwekusadya zvinhu zvisina roughage. Mapiles anonyanya kuda maherbs kuti apere zvachose
Kubuda blood mumagums
zvinoreva kuti body yake ine ma elements arikushaikwa mairi anodiwa pakusimbisa mazino
Kubuda mututu
zvinoratidza kuti body yako haina vitamin K.
Ndatenda
PRIVATE PART INONHUHWA
Geza ne soda mixed ne apple cider vinegar or any vinegar yaunenge wakwanisa kuwana
KUVAVIVA ZASI LADIES.
Drink garlic zvinobatsira zvikuru kusavaviva kusikamwana
REMEDIES FOR TONSILS MARONDA PQ HURO
1. GARLIC, Eat a piece of raw garlic clove daily to get ride of throat sores fast
2. Lemon mix 1and half lemon juice plus 1 tspoon honey in a cup of warm water n drink 3 times day.
Kurapa sare/sari
Vakawanda vanochema nesare remudumbu. Nhasi ndauya neimwe nzira yekupedza dambudziko iri yakareruka.
Tsvaga drink rinonzi stone ginger tenga 2L wotora hanyanisi (king onions) 4 wocheka cheka woisa muchinwiwa ichi. Zviite ari manheru wosiya zvorara zvakadaro. Chigubhu unovhara. Kuseni tora unwe usati wadya. Ita 3 days uchinwa.
Sare rekunze
Tora muriwo unonzi munyevhe/muruni ukache kana kuti kutswanya. Chinamira pane sare. Ita 7 days uchidaro. Dzinogona kusapera rinenge ratodonha kare.
SARI,SIKI YEMHOPO,MABAYO MASUWO NEMUNYAMA
Mu Christmas tree
S**i ne Sari:Torai mashizha acho mopisa dota racho mozorera pane sare or mhopo zvinopera for good
Mabayo:Torai twumashizha twacho mokwiza panemabayo pacho..
*Masuwo* Cherai midzi yacho moboilisa mopota muchimwa nhumbu yaku 7 months..
mabayo
mix 3 tablespoon cayenne pepper,one bulb grated garlic plus coconut oil mix then rub pane bayo pacho daily 2 times for 1 week
*Masare*
Nhasi ndoda kubata zvamasare manga muchiziva hre kuti kana kuvarume ririko .....chii chinonzi sare?_sare imhepo inogadzikwa pamunhu kuti ayite munyama,kusemwa,kana kuvhara mbereko .....sare rimwe rokonzerwa nekuvata nezvikwambo,ma spiritual husband and wives.
Sari rinoita kwese both kuvarume nekuvakadzi. Kana raramba kupera uchishandisa remedy then seek spiritual help yema one on one matare.Utange waganhurirwa mweya iyo
Thank you
MEXICAN POPPY PLANT
Chiruva ichi *( Mexican poppy)* chinoshanda zvakawanda in a human body . Kuvanhu kadzi chinoshanda :
kucleaner mudumbu ( womb infections and yeast discharge )
Civical cancer
and S.T.Ds.
*METHOD*
Boila mashizha acho zvese nemaseeds acho manyoro, isa mu 1 or 2 liters yako. Pota uchinwa kuseni nemanheru, This herb is powerful so unonwa less than half ye cup, then wonwa mvura yakawanda. Ita izvi for 7 days or more .
Chinoshanda zvekare
kucleaner your liver
Your urine bowel
To heal stomach alcers using the same method.
Chinorapa zvekare: Malaria
mouth alcers
and throat infections including coughing.
Kana une mwana ane zvisasa mumusoro unomuzora muto wacho.
Kana uine chironda chinoramba kupora unozora muto wacho pachironda, the soup is yellow like orange in colour.
It fights cancer growth, fungi,
bacteria and viruses.
To heal cataract *(tsanga muziso)* Unotora maruva acho womanyika mumvura for for 7 hours or more , wogeza maziso ako kuseni masikati nemanheru
25/04/2026
Mashizha emutamba torai mutswanye imi vanamai anodzora sikarudzi kudarika miti yose
Torai mudzi wemutamba kuyai mopota muchibikirwa porridge vana baba ndipo panobva damba refu
Arikurwadziwa nemabhora Tora gavakava bhoilisa unwe
Torai makwati emubvamaropa mugarire vanamai zvinoita baba vasakuizei
Dzungu
Torai midzi yemiti inotevera bhoilisai inwai
Chirovaduri
Mugaragunguwo
Chizhuzhu
Drop
Tora midzi inotevera
Mupangara
Mupopo
Kubuda musana
Tora
Mashizha emupopo bhoilisai munwe
Wapara mhosva Tora hembe yakoo pidigura enda unoturika pamutamba uchiramba mhosva
Vane tsanga kana growth muziso tarai makwati emutsonzowa monyika mudish svinurirai imomo
Sauti inonzi Alena
Ishamhu pamaronda epahuro nemudumbu
Mubvuri wedombo
Mupfuwira wakasimba sunga one sunga dozen asi toda kumboona zvimwe zvaunoshanda
Unorapa 👇
Flue
Chikosoro
Headache
Colds
Chest pain
Realieve asthm attack
Birth pain
Recipe
Half cup of fresh leaves or powder boil for 8 mints in 1 ltrs ngazvipore add honey or sugar drink 2 times a day for 3 days
Acid , nyon'o
Torai makwati emurumanyama monwa
B P
Tora mashizha emupeaches tsokota bhoilisa unwe inodzoka kuita normal
Munyama
Tora mudzi wemunhundurwa ugeze umbokumbira manake
Kukosora
Tora maruva emu paw paw sanganisa nehuchi pota uchidya.
Tora king onion sanganisa ne uchi inwa.
Boiling chipunganyunyu or zumbani inwa.
Boiling mazhizha emugumtree mugwavha nemulemon Isa uchi umwe
Chipembwe
Tora mudomasi kachakacha wopfekera kumutsindanhoko.
Tora zvekare chipunganyunyu kachakacha pfekera kumutsinda nhoko futi .
Makumbo anorwadza.
Tora ivhu renhuta kanga woisa mvura inotonhora wotova ose .
Tora mazhizha emufute boilisa wotova makumbo
24/02/2026
Mishonga yechivanhu yezvirwere nematambudziko akasiyana siyana +27684353539.
s**i mhando dzose,cancer mhando dzose,kupera ropa,minyama, shuga ,BP,moyo,makumbo ,misana ,uchiko,kutsipika zvikwambo, kugadzira midzimu nezvimwe zvakawanda, lucky remari,mabasa, kuroiwa,kudzinga mamhepo ,kugeza minyama,masari,jeko ndibatei apa +27684353539.kudzosa vadiwa vakaenda kare,kurwadzisawo akurwadzisa iripo mishonga nematare acho ezvose zvamunoda,kutevera zvikwereti ,rukawo or runyoka,mipfuhwira +27684353539
3,4,5 April Tine Gungano re Chirairo ku Chipinge Hakwata Chief Mandowa. Vose vane matambudziko akasiyana siyana nezvirwere zvendbirirai huyai mubatsirwe for Free .kuchange kuine Maporofita qkawanda anobva Mozambique nee Muzimbabwe +27684353539
Part 10
Part 9
Part 8
Part 7
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Website
Address
Capetown
Cape Town
7003