Sukuru Nzou
Hallo people tiri pano kufara nekubatsirana kwete kutukana.
My landlord daughter come from U.S.A
19/09/2026
Sekuru makadii ndiri muzukuru wenyu wemu Cape town ku Makhaza.Ndodawo advice pano sekuru.Ndine munhu wandiri kufambidzana naye muZimba ane 35 and am 30 tava ne 8mths tiri tese.Ndichitanga kudana naye ndakamuona ane bed yaiva yakasakara ndikati tenga new bed akangotsika tsika ndakatenga mu new 0ne R5000 wainge wakanaka.So ndogara kubasa ndouya friday nite last mth ndabva kubasa ndichitobika ndakaona mukadzi muXhosa apinda mumba kana knock.Sekuru ndakashurwa hee boyfrnd yako akati ndiri single and ndorara muno week rese friday anoti ndoenda kumba kwemurungu come back Monday.Apa ndinenge ndadzokera kubasa so ndakamuti bed iyi handichaida tengesa utenge new one last week.Ndauya friday ndakawana mune bed ine 2 ma colour iyi second hand akati ndautenga R4800.Sekuru ndoita sei apa ndine s**i isiri kupera from this man ne nhumbu ine 4 mths ndomusiya here help me
19/09/2026
Sekuru makadii na Gogo ndiri mu Cape town ndine mumwe murume wandiri kufambidzana naye ane 48 and ini ndine 40.Ndoshanda stay in so murume uyu anogara ku Mbekweni we share rent pa 2 room dzatinogara idzi i 700 magetsi vanoba.Sekuru munhu wangu munhu bhoo asi hunhu wake anotya kubirwa neni munhu waanorara naye.Ndakagara pa door so haapo apa akachinja ma keys kumufonera hanzi mumba mune mari yakawanda ndotya kubirwa.Sekuru R3000 mufunge kumuti tese tiri varidzi vemba anoti yes but haasati andidzidza.Tava ne 6 mths tiri tese kungowana kwekutandarira sekuru munhu anoti pabonde paye inorara iri mukati ane sugar futi.Pa 6 mths idzi takaita bonde ka 7 and hapana sipemu rakabuda ndikabhopukuta.Nditsvakirei murume sekuru wechidiki
゚viralシ Pastor paridzai shoko tisiyei isu tiri mu Cape town nhai 😭
゚viralシ Me and you our mind not r!ght,watch this v!deo 100 tmes to und€rstand
゚viralシ Summer dance 👌
゚viralシ Zvatinoita kwedu ku Mhondoro kana uchida kuudza mukadzi kuti wakuda mwana mum😍😍
゚viralシ Mazimba vanoda kurovana mu bus kikk
19/09/2026
Sekuru mamuka sei ndakashanyira munhu wangu kuno ku Cape town Philip aiziva ndouya maSat ndasvika ko zuro Friday.Sekuru ndakaona ane mu Xhosa ndakanetsana nei muxhosa akati akati haana mukadzi akafa ndakarara pasi sekuru akaramba kubuda mu Xhosa uyu apa we share rent pamukuku uyu.Muburitsei face sekuru amame
18/09/2026
Ini ndoda kubvunza nhasi nekutombonzwisisawo pano,maSingle motherz asi chaizvo chaizvo bonde munoriwana kupi chaiko chaiko👂👂👂
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Cape Town
����