Tete Mamoe
love and caring
Ladies of nowadays are complaining en ineed of their man to have big anaconda but let me tell you one thing...All the mad men I have seen have the huge Anacondas so whatchout who will be the next coz the chances of mad are more likely 90+% if the Anaconda is big trust me!!
16/03/2026
Nomatter how hard the situation is, the sun will always rise again!!
Goodmorning
25/11/2025
Goal achieved it was not easy to loose weight...
Manga machinzwa here kuti akakonzeresa accident yeDNC ndiye zvekare akonzeresa yaMnenzwa
If you know you have a child (or children) whom you're not taking care of, may thunder strike you 7 times. Good morning
17/11/2025
Try this for toothaches and mouth Odor it works wonders
Facebook inonakidza kudarika hama dzekwaBaba inhema here?
23/10/2025
# # #
Tete waswera seyi, Hama dzangu ndanyora ndichinyara
ndirimurume 41 makore ndinogara kuCapetown nemkadzi nevana2. Ndakatora hanzvadzi yangu ine 36 yrs inonditeerera kuti tizogara naye achitsvaga basa nemwana wake
Vakauya mwana takamutsvagira chikoro igrade 5 anodzidza kunodzidza vana vangu. Vadzimai vakati sezvo our maide akaenda tete ngavasanotibetsera havo tichivapa mari evry months. Mkdzi wangu nditicha ini i own a small construction company so mybe pawk ndoenda kusite ka2 ndoswera ndiripamba nehanzvadzi tiri2, rimwe zuva akati ndimubetsere kusimudza zvinhu muroom make aida kurongedza ndakaita saizvozvo ndapedza ndikati apachina chimwe zvikanzi no mota kutendwa here bhudhi ndikati ehe nekabeer kanotonora zvikanzi sure here ndikati ehee ndione munhu andibata dip tsvod dzamara tarara tese, kubva ipapo tinorara tese zuva nezuva tatove nemakore akawanda nearly 5yrs pandakaona kutizvatova serious tichangotanga i thnk after 3months ndakatsvaga basa pashop kuti anoahanda ikoko atsvage pake pekugara bt vadzimai vakati zvirunani tete vagare havo vachitibatsira cz mari yemashoo ishoma ir3800 then rent r2000 vanosara nei? Atleast isu tinovapa r5000, accomodation mari yavo vanoita zvavanoita. Hanzvadzi achadi kubva uye anoti ahachadi kuroorwa futi cz akarwadziswa nemurume wake b4 hanzi ndakungoda kukurisa mwana chete, Boyfriend ahatodi futi ahatorina andichazivi ndodi.
18/10/2025
What did you think about this?
If you have stayed or if you're staying with your opposite gender the chances of your mental illness are very high probability 70%
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Polokwane Town