Mai Tana

Mai Tana

Share

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Mai Tana, Health/Beauty, 1018clifiton Avenue, Pretoria.

02/09/2022

Chinondinetsa vanhu vavakunyepa kuporofita maringe nekudzokera kumusha tibvirei apo tichadzokera kana toda takauya tega hee mwar vanditi udzai mwari wenyu k*t taramba

01/09/2022

*Shoko ranhasi rinobva muna zvakarambwa 4 pa verse ya 22 kusvika pa 24
*22 Naizvozvo kana wafunga k*tenga muchovha, tenga wawaona uchifamba. Ukatenga wakapakwa unozonzwisisa k*ti sei wanga wakapakwa pawakamutenga.
*23.Kana wafunga zverudo tora aripamunhu nek*ti ukatora ari ega kana mave murudo unozonzwisisa k*ti sei ndakamuwana ariega.
*24.Hakuna munhu wemunhu, vanhu ndevajehovha.

I hope you all had a blessed Thursday

30/08/2022

Hapana pain inorwadza sepain yekurambwa nemudiwa wako guys

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Website

Address


1018clifiton Avenue
Pretoria