Nyaya Dzekemusha
interaction
17/03/2026
Kuno yanaya ,ko ikoko irikunayawo here
14/01/2026
Chingava chikafu chipi chashungurudza vatete ava kana
24/12/2025
Mukufamba kwedu muzororo rekisimusi,usati wayambuka rwizi,tora rumuti ,woisa mumvurawakamisa,ukaona mvura ichidarika mabvi,dzikamisa hana kusvika zvakuratidza kuti rwaserera woenderera mberi nerwendo.
Upenyu hwako hwakatikoshera hama mudikamwi...
Merry Christmas and Happy new year
10/12/2025
Update⛔️‼️
Baba vekumuka kubva kumakuva ivo vakashaika in 2015 chiitiko chavhundutsa vazhinji chiitiko chakaiti ku Zaka . Muzuva ranhasi padaniwa vana Godobori vaviri kuti vazame kuvataudza sekuti kubva musi wavauya kusvika nhasi vakangotaura manzwi anoti ndipeivo mvura ndinenyota kwandabva kunopisa. So nanhasi hapana chaiti chataurika apa vakangonyarara asi kunzwa nekuita vanonzwa.Chikafu vapiwa asi havana kudya.Godobori vati vachatipa zvizere mushure me 2 days for now vangoti munhu mupenyu ,chamakaviga ibvuri chete.Mhuri yeZimbabwe Nyaya iyi inotyisa iyi munhu akatochemewa akatorova ozoonekwa after ten years zvinoshamisa izvi ...
09/12/2025
Ikozvino azoibva manje kwete masvosva ataingotenga mutawundi umu
16/11/2025
Uyu tingati muriwo here kana kuti inyama?
09/11/2025
23/07/2025
Tinochema nevanochema,varasikirwa nehama mutsaona iyi😭😭😭😭😭
04/07/2025
Isu zvekuti mafuta ezvitunha taihwa nemi,isu taizora totoenda kuchikoro/church tichinhuhwirira hedu
Ngatimbotaura nezve vakomana ava
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Website
Address
Bulawayo
00263